1
Nziyo 41:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Akakomborerwa munhu anofunga vanhu venhamo TENZI anomununura pazuva renhamo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 41:3
TENZI achamusimbaradza paanenge arere nokurwara. Munosandura kurwara kwake muchimupa utano.
3
Nziyo 41:12
Asi imi munenge manditsigira pamusana pokuvimbika kwangu mukandiisa pamuri nokusingaperi.
4
Nziyo 41:4
Asi ini ndakati ndinzwirewo ngoni ndiporeseiwo nokuti ndakakutadzirai.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo