1
Nziyo 36:9
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Imi ndimi mune chisipiti choupenyu muchiedza chenyu ndimo matinoona chiedza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 36:7
Hakusi kukosha ikoko kwakaita mwoyochena wenyu Mwari! Vanhu vanopotera mumumvuri wamapapiro enyu.
3
Nziyo 36:5
Mwoyochena wenyu, TENZI, unosvika kumatenga; uye kutendeka kwenyu kunosvika kumakore.
4
Nziyo 36:6
Ururami hwenyu hwakaita samakomo aMwari; kutonga kwenyu kwaita sehwenje hwakadzika munonunura munhu nemhuka, TENZI.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo