1
Nziyo 140:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Vakarurama vachatotenda zita renyu; vari pachokwadi vachagara panemi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 140:1-2
Ndinunurei TENZI kuvanhu vakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vanhu vanorangana zvakaipa mumwoyo mavo, vanogara vakamutsa hondo.
3
Nziyo 140:12
Ndinoziva kuti TENZI anomiririra nyaya dzavarombo uye anoitira zvinoruenzaniso vasina chavanacho.
4
Nziyo 140:4
Ndichengeteiwo TENZI ndirege kuwira mumaoko avakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vakaronga kupingirisha makumbo angu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo