1
Nziyo 13:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Asi ini ndinovimba nemwoyochena wenyu; mwoyo wangu unofarira ruponeso rwenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 13:6
Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka.
3
Nziyo 13:1
Mucharamba muchingondikanganwa kusvikira riniko, nhai TENZI? Muchandivanza chiso chenyu kusvikira riniko?
4
Nziyo 13:2
Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo