1
Joshuwa 23:14
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
“Chionai ini ndava kuendawo kunoenda vamwe imi mose munonyatsozviziva mumwoyo menyu mose iyemi pachenyu kuti hakuna kana chinhu chimwechete zvacho chakanaka chakavimbiswa pamusoro penyu chisina kuitika, zvose zvakaitirwa imi, hapana chakakundika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshuwa 23:11
Saka nyatsongwarirai kuda Tenzi Mwari wenyu.
3
Joshuwa 23:10
Munhu mumwechete pakati penyu anomhanyisa chiuru chavanhu nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiye anokurwirai sokukutsidzirai kwaakaita.
4
Joshuwa 23:8
Asi imi munofanira kuramba makati kwati kwati naTenzi Mwari wenyu sezvamaita kusvikira nhasi uno
5
Joshuwa 23:6
Naizvozvo ivai nomwoyo wechivindi chaiwo muchengete nokuita zvose zvakanyorwa mubhuku romutemo waMosesi. Musawane chimwe chamunotsaudzira pauri muchienda uku kana uku.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo