1
Isaya 64:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Kubvira pasichigare hazvina kumbonzwika kana kupinda munhu munzeve kunyange ziso zvaro rati ramboona mumwe Mwari kunze kwenyu imimi, anoitira zvakadai vanotarisira kwaari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 64:8
Asi imi Tenzi, ndimi Baba wedu. Isu tiri ivhu rokuumbisa imi ndimi muumbi wedu tose zvedu tiri basa ramakaita imi namaoko enyu.
3
Isaya 64:6
Tose zvedu isu, tangova somunhu akan'ora. Zvose zvazvo zvoururami zvatakaita zvava kunge hanzu dzakatindivara. Tose tabhuruvara seshizha. Zvino uipi hwedu uhu hunotipupurutsa semhepo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo