1
Vaefeso 2:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
nokuti tiri basa ramaoko ake, takasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka akafanogadzirwa naMwari kuti tiatevedze.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Vaefeso 2:8-9
Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari, kwete pamusana pamabasa kuti pasave nomunhu anozvikudza
3
Vaefeso 2:4-5
Asi Mwari, azere netsitsi, pamusana porudo rwake rukuru rwaakatida narwo, kunyange patanga takafa nokuda kokutadza kwedu, akatiita kuti tive vapenyu pamwe naKristu. Makaponeswa nenyasha.
4
Vaefeso 2:6
Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu
5
Vaefeso 2:19-20
Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Makavakwa pahwaro hwavapositori navaporofita, Kristu Jesu pachake ari iye ibwe rapakona.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo