1
Amosi 5:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Asi ruenzaniso ngarudirane kuyerera semvura uye kururama kuitewo sorukova runogarosaruka ruchingoyerera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Amosi 5:14
Tsvakai zvakanaka, kwete zvakaipa kuitira kuti murarame, nezvo TENZI, Mwari wehondo nehondo, achava nemi, sokureva kwenyu.
3
Amosi 5:15
Vengai zvakaipa mude zvakanaka musimbise zvoruenzaniso padare. Zvimwe TENZI, Mwari wehondo nehondo, angaitire nyasha chitsama chakasara chevokwaJosefi.
4
Amosi 5:4
Nokuti TENZI ari kutaurira vemba yaIsiraeri kuti, “Nditsvakei mugorarama
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo