1
1 Vakorinde 14:33
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga asi worugare somumasangano ose avatsvene.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Vakorinde 14:1
Rudo ngaruve ndicho chinangwa chenyu muvavarire kwazvo kuwana zvipo zvomweya zvikuru kuti muporofite.
3
1 Vakorinde 14:3
Asi uyo anoporofita anotaura kuvanhu zvinovavaka nokuvakurudzira nokuvanyaradza.
4
1 Vakorinde 14:4
Anotaura norurimi rusingaziikanwi anozvisimbisa iye pachake asi uyo anoporofita anosimbisa sangano.
5
1 Vakorinde 14:12
Ndizvo zvimwechete nemi, zvamunodisisa kuona zvinhu zvinoratidza kuti Mweya Mutsvene aripo, vavarirai kuvaka sangano.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo