1
Zvakazarurwa 1:8
Shona Bible 1949, revised 2002
Ndini Arifa naOmega, ndizvo zvinoreva Ishe Mwari, aripo, akanga aripo, noachazovapo, waMasimbaose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zvakazarurwa 1:18
naiye Mupenyu; ndakanga ndafa, tarira, ndiri mupenyu nokusingaperi-peri; ndine kiyi dzorufu neHadhesi.
3
Zvakazarurwa 1:3
Akaropafadzwa uyo anorava, navanonzwa mashoko okuporofita, vachichengeta zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.
4
Zvakazarurwa 1:17
Ndakati ndichimuona, ndikawira pasi patsoka dzake sendinenge ndafa; akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu, akati, “Usatya, ndini wokutanga nowokupedzisira
5
Zvakazarurwa 1:7
Tarirai, anouya namakore, meso ose achamuona, naivo vakamubaya; marudzi ose enyika achamuchema. Hongu, Ameni.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo