1
Mapisarema 98:1
Shona Bible 1949, revised 2002
Imbirai Jehovha rwiyo rutsva; Nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa; Chanza chake chorudyi, noruoko rwake rutsvene, zvakamukundisa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 98:4
Pururudzai Jehovha, pasi pose; Danidzirai, muimbe nomufaro, imbai nziyo dzokurumbidza.
3
Mapisarema 98:9
Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo