1
Mapisarema 94:19
Shona Bible 1949, revised 2002
Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 94:18
Panguva yandakati, “Rutsoka rwangu rwotedzemuka;” Ngoni dzenyu, Jehovha, dzakanditsigira.
3
Mapisarema 94:22
Asi Jehovha ndiye nhare yangu yakasimba; Mwari wangu idombo routiziro hwangu.
4
Mapisarema 94:12
Akaropafadzwa munhu, anorangwa nemi, Jehovha, Iye wamunodzidzisa pamurayiro wenyu
5
Mapisarema 94:17
Dai Jehovha aisava mubatsiri wangu, Mweya wangu ungadai wakakurumidza kugara pakati mwii.
6
Mapisarema 94:14
Nokuti Jehovha haangarashi vanhu vake, Uye haangasiyi nhaka yake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo