1
Mapisarema 84:11
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti Jehovha Mwari izuva nenhoo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 84:10
Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.
3
Mapisarema 84:5
Akaropafadzwa munhu ane simba rake mamuri; Anemigwagwa inoenda Zioni mumwoyo make.
4
Mapisarema 84:2
Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; Mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo