1
Mapisarema 71:5
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti imi, Ishe Jehovha, muri tariro yangu; Ndimi wandinovimba naye kubva pauduku hwangu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 71:3
Ivai dombo rangu mandingagara, kwandingaramba ndichienda; Makaraira kuti ndiponeswe; Nokuti ndimi dombo rangu nenhare yangu.
3
Mapisarema 71:14
Asi ini ndicharamba ndichitarira, Ndicharamba ndichiwedzera kukurumbidzai.
4
Mapisarema 71:1
Jehovha, ndinovimba nemi; Ngandirege kutongonyadziswa.
5
Mapisarema 71:8
Muromo wangu uchazadzwa nerumbidzo yenyu, Nekudzo yenyu zuva rose.
6
Mapisarema 71:15
Muromo wangu uchareva kururama kwenyu, Nokuponesa kwenyu zuva rose; Nokuti handizivi kuwanda kwazvo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo