1
Mapisarema 49:20
Shona Bible 1949, revised 2002
Munhu, anokudzwa, asina njere, Akafanana nemhuka dzinopera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 49:15
Asi Mwari achadzikinura mweya wangu pasimba reSheori; Nokuti iye achandigamuchira.
3
Mapisarema 49:16-17
Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana pfuma yeimba yake ichiwedzerwa; Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo