1
Mapisarema 144:1
Shona Bible 1949, revised 2002
Ngaarumbidzwe Jehovha, dombo rangu, Anodzidzisa maoko angu kurwa, Neminwe yangu kufura
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 144:15
Vanomufaro vanhu avo, vanoitirwa saizvozvo; Vanomufaro vanhu avo, Mwari wavo ari Jehovha.
3
Mapisarema 144:2
Unyoro hwangu, nenhare yangu, Shongwe yangu yakakwirira, nomurwiri wangu; Nhoo yangu, uye iye wandinovimba naye; Anoisa vanhu vangu pasi pangu.
4
Mapisarema 144:3
Jehovha, munhu chinyiko, zvamune hanya naye? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomurangarira?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo