1
Zvirevo 9:10
Shona Bible 1949, revised 2002
Kuvamba kwouchenjeri ndiko kutya Jehovha; Kuziva Mutsvene ndidzo njere.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zvirevo 9:8
Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.
3
Zvirevo 9:9
Ipa wakachenjera dzidzo, ipapo iye achawedzerwa huchenjeri; Dzidzisa wakarurama, ipapo iye achawedzerwa zivo.
4
Zvirevo 9:11
Nokuti neni mazuva ako achaitwa mazhinji, Makore oupenyu hwako achawedzerwa.
5
Zvirevo 9:7
Munhu, anoraira mudadiri anozvitsvakira kunyadziswa; Anotuka munhu wakaipa achasvibiswa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo