1
Zvirevo 26:4-5
Shona Bible 1949, revised 2002
Usapindura benzi noupenzi hwaro, Kuti urege kufanana naro. Pindura benzi noupenzi hwaro, Kuti rirege kuti rakachenjera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zvirevo 26:11
Sembwa inodzokera kumarutsi ayo, Ndizvo zvakaita benzi rinopamhidza upenzi hwaro.
3
Zvirevo 26:20
Moto unodzima nokushaiwa huni; Uye kana kusina mucheri, gakava rinopera.
4
Zvirevo 26:27
Ani naani anochera gomba, achawiramo iye; Anokungurusa ibwe, richadzokera pamusoro pake.
5
Zvirevo 26:12
Unoona munhu anoti ndakachenjera here? Benzi riri nani kuna iye!
6
Zvirevo 26:17
Somunhu anobata imbwa nenzeve dzayo, ichingopfuura hayo, Ndizvo zvakaita munhu anozvipinza pagakava raasina mhosva naro.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo