1
Firimoni 1:6
Shona Bible 1949, revised 2002
kuti kugovana kwokutenda kwako kuve nesimba, kuti zvakanaka zvose zviri mukati medu kuna Kristu zvizikanwe
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Firimoni 1:7
nokuti ndakanga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuda kworudo rwako, nokuti mwoyo yavatsvene yakazorodzwa newe, hama yangu.
3
Firimoni 1:4
Ndinovonga Mwari wangu nguva dzose, kana ndichikurangarira pakunyengetera kwangu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo