1
Nehemiya 10:39
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti vana vaIsiraeri navana vaRevhi vanofanira kuuya nechipiriso chinotsaurwa chezviyo, newaini, namafuta, kumakamuri mune midziyo yeimba tsvene nokuvapristi vanobatamo, navarindi vemikova, navaimbi; hatingarashi imba yaMwari wedu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nehemiya 10:35
tikazvisunga kuti tichauya nezvitsva zveminda yedu, nezvitsva zvezvibereko zvose zvemiti yamarudzi ose, gore rimwe nerimwe kumba kwaJehovha
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo