1
Ekisodho 35:30-31
Shona Bible 1949, revised 2002
Zvino Mosesi akati kuvana vaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha wakadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, akamuzadza noMweya waMwari ave nokuchenjera, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ekisodho 35:35
Akavazadza nokuchenjera kwomwoyo, kuti vagone kubata mabasa ose omuvezi wamabwe, neemhizha, naavasoni vezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka, naavaruki vanobata mabasa ose, naavose vanofunga mano amabasa oumhizha.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo