1
1 Petirosi 5:7
Shona Bible 1949, revised 2002
kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye anokuchengetai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Petirosi 5:10
Zvino Mwari wenyasha dzose, iye akakudanirai kukubwinya kwake kusingaperi muna Kristu, kana mambotambudzika kanguva kaduku, achakukwanisai, nokukumisai, nokukusimbisai, nokukuteyai.
3
1 Petirosi 5:8-9
Svinurai, murinde; muvengi wenyu Dhiabhori, anofamba-famba seshumba inorira, ichitsvaka waingaparadza. Mumudzivisei, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.
4
1 Petirosi 5:6
Naizvozvo zvininipisei pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti akukudzei nenguva yakafanira
5
1 Petirosi 5:5
Saizvozvo imi vaduku, muzviise pasi pavakuru, nemi mose pfekai kuzvininipisa mumwe kune mumwe, nokuti Mwari anodzivisa vanozvikudza, asi anopa nyasha vanozvininipisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo