1
1 VaKorinde 5:11
Shona Bible 1949, revised 2002
Asi zvino ndinokunyorerai, kuti murege kufambidzana nomunhu anoidzwa hama, kana ari mhombwe, kana anoruchiva, kana anonamata zvifananidzo, kana mutuki, kana anosinwa doro, kana gororo; musadya nowakadai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 VaKorinde 5:7
Bvisai mbiriso yekare, kuti muve bundu idzva, sezvamusina kuviriswa. Nokuti Pasika yedu, yakatibayirwa, ndiKristu
3
1 VaKorinde 5:12-13
Nokuti ini ndichatongereiko vari kunze? Ko imi hamutongi vari pakati penyu here? Asi avo vari kunze. Mwari anovatonga. Bvisai pakati penyu munhu uyo wakaipa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo