1
Zekaria 8:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino seɀamaiʋa cinhu cakatukwa pakati pendudzi dzaʋanhu, imi imba yaJuda nemi imba yaIsraeri, saiɀoɀo ndicakuponesai, muʋe cinhu cinoropafadza. Regai kutya, asi maʋoko enyu asimbe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zekaria 8:16-17
Heɀi ɀinhu ɀamunofanira kuita: Mumŋe nomumŋe ŋgaareʋe ɀokwaɗi kunowokwake; toŋgai neɀokwaɗi norugare mumasuʋo enyu; kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira wokwake ɀakaipa mumŋoyo make; musaɗa kupika kwenhema; nokuti ɀinhu iɀi ɀose ndinoɀiʋeŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo