1
Tito 2:11-12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyasha dzaMŋari dzakaʋonekwa, dzinoʋigira ʋanhu ʋose kuponeswa, dzicitidzidzisa isu kuti tirambe kusanamata Mŋari nokuciʋa ɀenyika, tirarame nokuŋgwara, nokururama, nokunamata Mŋari paŋguʋa ino
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Tito 2:13-14
takatarira tariro inofadza, nokuʋonekwa kwokubginya kwaMŋari mukuru, noMuponesi weɗu, Kristu Jesu, wakaɀipa nokuɗa kweɗu, kuti atidzikinure paɀisakarurama ɀose, kuti aɀinatsire ʋanhu ʋaʋe ʋake caiʋo, ʋanhu ʋanoshiŋgairira maɓasa akanaka.
3
Tito 2:7-8
paɀinhu ɀose iwe umene uʋaratidze makwara amaɓasa akanaka; uʋe nokusakaŋganisa pakudzidzisa, nomugarire unokudzwa, nokutaura kwakarurama, kusiŋgagoni kushoʋorwa, kuti unopesana nesu anyadziswe, asinecinhu cakaipa caaŋgareʋa pamsoro peɗu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo