1
Ɀakazarurwa 16:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndinoʋuya sembava. Wakaropafadzwa unorinda, unoceŋgeta ŋguʋo dzake, kuti arege kufamba asina‐kupfeka, ʋaʋone nyadzi dzake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀakazarurwa 16:12
Ɀino wecitanhatu akaɗurura ndiro yake pamsoro porwizi rukuru, runonzi Yufratesi; mvura yarwo ikapxa, kuti nzira dzamadzimambo anobva kumabvazuʋa dzigadzirwe.
3
Ɀakazarurwa 16:14
nokuti ndiyo mŋeya yakaipa inoita ɀiratidzo; inoenda kumadzimambo enyika yose, kuʋakokera kukurwa pazuʋa iro guru raMŋari wamasimba ose.
4
Ɀakazarurwa 16:13
Ipapo ndakaʋona mŋeya yetȿina mitatu yakaita samatafi icibva mumuromo weshato nomumuromo wecikara, nomumuromo womuprofita wenhema
5
Ɀakazarurwa 16:9
Ʋanhu ʋakapiswa nokupisa kukuru, ʋakamhura zita raMŋari, unesimba pamsoro pamaɗambudziko awa; haʋana‐kutendeʋuka, kuti ʋamukudze.
6
Ɀakazarurwa 16:2
Wokutaŋga akaenda, akaɗurura ndiro yake panyika; ronda rakaipa rinorwadza rikaʋa’po paʋanhu ʋakaŋga ʋaneciratidzo cecikara, ʋakanamata mufananidzo waco.
7
Ɀakazarurwa 16:16
Akaʋaʋuŋganidzira panɀimbo inonzi Harmagedoni neciHeberu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo