1
Mapisarema 97:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋeŋgai ɀakaipa, imi munoɗa Jehova; Iye unoceŋgeta mŋeya yaʋatȿene ʋake; Unoʋarwira paruʋoko rwowakaipa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 97:12
Farai munaJehova, imi ʋakarurama; Ʋoŋgai pakuraŋgarira ʋutȿene bgake.
3
Mapisarema 97:11
Ciedza cinodɀarirwa wakarurama, Nomufaro ʋanemŋoyo yakarurama.
4
Mapisarema 97:9
Nokuti imi Jehova, muri kumsoro‐soro kwapasi pose; Makakwirira kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo