1
Mapisarema 86:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzidzisei nzira yenyu, Jehova, ndicafamba muɀokwaɗi yenyu, Ƃatanidzai mŋoyo waŋgu kuti nditye zita renyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 86:5
Nokuti imi, Ishe, makanaka, munofarira kukaŋganwira, Muneŋgoni zhinji kunaʋose ʋanoɗana kwamuri.
3
Mapisarema 86:15
Asi imi, Ishe, muri Mŋari unetsitsi nenyasha, Hamukurumidzi kutsamŋa, muneŋgoni zhinji neɀokwaɗi.
4
Mapisarema 86:12
Ndicakurumbidzai, Ishe Mŋari waŋgu, nomŋoyo waŋgu wose, Ndicarumbidza zita renyu nokusiŋgaperi.
5
Mapisarema 86:7
Pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu ndicaɗana kwamuri, Nokuti mucandipindura.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo