1
Mapisarema 66:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikaraŋgarira ɀakaipa mumŋoyo maŋgu, Ishe haaŋgandinzwi
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 66:20
Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, Iye usina‐kuramba munyeŋgetero waŋgu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.
3
Mapisarema 66:3
Itiyi kunaMŋari: Maɓasa enyu anotyisa sei! Ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋacaɀiisa pasi penyu nemhaka yoʋukuru bgesimba renyu.
4
Mapisarema 66:1-2
Pururudzai kunaMŋari, imi nyika dzose; Imbirai mukurumbira wezita rake; Rumbidzai kudzo yake.
5
Mapisarema 66:10
Nokuti imi Mŋari makatiidza; Makatiidza seɀinoidzwa sirveri.
6
Mapisarema 66:16
Ʋuyai munzwe, imi mose munotya Mŋari, Ndicakuɗudzirai ɀaakaitira mŋeya waŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo