1
Mapisarema 51:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sikai mukati maŋgu mŋoyo wakacena, Mŋari; Ʋandudzai mukati maŋgu mŋeya wakarurama.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 51:12
Dzoserai ɀe kwandiri mufaro wokuponesa kwenyu; Nditsigirei nomŋeya, unoɗa.
3
Mapisarema 51:11
Regai kundirasha pamberi penyu; Musabvisa mŋeya wenyu mutȿene kwandiri.
4
Mapisarema 51:17
Ɀiɓayiro ɀaMŋari mŋeya wakaputsika; Mŋoyo wakaputsika nowakapxanyika, imi Mŋari hamuŋgaushoʋori.
5
Mapisarema 51:1-2
Ndinzwirei tsitsi, Mŋari, nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu; Dzimai kuɗarika kwaŋgu nokuɗa kweŋgoni dzenyu zhinji. Ndisukei ɀakaipa ɀaŋgu cose, Ndinatsei ciʋi caŋgu.
6
Mapisarema 51:7
Ndinatsei nehisopi, ndiʋe wakanaka, Ndishambidzei, ndicene kupfuʋura mazaya ecando.
7
Mapisarema 51:4
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga, Ndakaita cinhu cakaipa pamberi penyu; Kuti munzi makarurama pakutaura kwenyu, Muʋe usinemhoȿa pakutoŋga kwenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo