1
Mapisarema 40:1-2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakarindira‐rindira Jehova; Akarerekera kwandiri, akanzwa kucema kwaŋgu. Akandiɓuɗisa ʋo pagomba rokuparadzwa, nomudziʋa ramatope; Akamisa tsoka dzaŋgu paɗombo, akasimbisa kufamba kwaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 40:3
Akaisa rwiyo rutȿa mumuromo maŋgu, rwokurumbidza Mŋari weɗu narwo; Ʋazhinji ʋacaɀiʋona, ʋacitya, Ʋacaʋimba naJehova.
3
Mapisarema 40:4
Wakakomborerwa unoita Jehova ciʋando cake. Usinehanya naʋanoɀikudza, naʋanotsaukira kunhema.
4
Mapisarema 40:8
Ndinofara kwaɀo kuita kuɗa kwenyu, Mŋari waŋgu; Ɀirokwaɀo murairo wenyu uri mumŋoyo maŋgu.
5
Mapisarema 40:11
Jehova, imi hamuŋgandinyimi ŋgoni dzenyu; Ʋunyoro bgenyu neɀokwaɗi yenyu ɀicandiceŋgeta ŋguʋa dzose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo