1
Mapisarema 27:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rindira Jehova; Iʋa nesimba, nomŋoyo wako utsuŋge; Ndinoti, rindira Jehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 27:4
Cinhu cimŋe cete ndakakumbira kunaJehova, ndico candicatȿaka; Kuti ndigare mumba maJehova misi yose yoʋupenyu bgaŋgu, Kuti ndiʋone kunaka kwaJehova, nokuraŋgarira mutembere yake.
3
Mapisarema 27:1
Jehova ndiye ciedza caŋgu noMuponesi waŋgu; ndiŋgagotya aniko? Jehova ndiye simba roʋupenyu bgaŋgu; ndiŋgagovunduswa naniko?
4
Mapisarema 27:13
Ndiŋgaɗai ndakafa haŋgu, kana ndisina‐kutenda kuti ndicaʋona kunaka kwaJehova Panyika yaʋapenyu.
5
Mapisarema 27:5
Nokuti nomusi wenjodzi unondiʋiga muɗumba rake, Ucandiʋanza pakaʋanda patente rake; Ucandikwiridza paɗombo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo