1
Mapisarema 22:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari waŋgu, Mŋari waŋgu, mandisiyireiko? Munomirireiko kure pakundiɓatsira, napamashoko okugomba kwaŋgu?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 22:5
Ʋakacema kwamuri, ʋakarwirwa; Ʋakaʋimba nemi, ʋakasanyadziswa.
3
Mapisarema 22:27-28
Migumo yose yenyika icaraŋgarira nokudzokera kunaJehova; Marudzi ose aʋahedeni acanamata kwamuri. Nokuti ʋushe ndobgaJehova; Ndiye muɓati waʋahedeni.
4
Mapisarema 22:18
Ʋanogoʋana ŋguʋo dzaŋgu pakati paʋo, Ʋanokanda mijenya pamsoro pehanzu yaŋgu.
5
Mapisarema 22:31
Ʋacaʋuya ʋaciɗudzira kururama kwake Kuʋanhu ʋacazoɀarwa, kuti ndiye wakaɀiita.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo