1
Mapisarema 144:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaarumbidzwe Jehova, ɗombo raŋgu, Unodzidzisa maʋoko aŋgu kurwa, Neminwe yaŋgu kufura
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 144:15
Ʋanomufaro ʋanhu aʋo, ʋanoitirwa saiɀoɀo; Ʋanomufaro ʋanhu aʋo, Mŋari waʋo ari Jehova.
3
Mapisarema 144:2
Ʋunyoro bgaŋgu, nenhare yaŋgu, Shoŋgwe yaŋgu yakakwirira, nomurwiri waŋgu; Nhoʋo yaŋgu, ʋuye iye wandinoʋimba naye; Unoisa ʋanhu ʋaŋgu pasi paŋgu.
4
Mapisarema 144:3
Jehova, munhu cinyiko, ɀamunehanya naye? Kana mŋanakomana womunhu, ɀamunomuraŋgarira?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo