1
Mapisarema 127:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Jehova asiŋgaʋaki imba, Ʋaʋaki ʋayo ʋanoɓata pasina; Kana Jehova asiŋgaceŋgeti guta, Murindi unorindira pasina.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 127:3-4
Tarirai, ʋana inhaka inobva kunaJehova; Ciɓereko ceciɀaro ndiwo muɓairo waanopa. Semiseʋe muruʋoko rwemhare, Ndiɀo ɀakaita ʋana ʋoʋujaya.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo