1
Mapisarema 125:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋimba naJehova reƲakafanana negomo Zioni, risiŋgazunuŋguswi, asi rimire nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 125:2
Sokupoteredzwa kweJerusarema namakomo, Saiɀoɀo Jehova unopoteredza ʋanhu ʋake, Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo