1
Numeri 6:24-26
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akuropafadze, akuceŋgete; Jehova akuvenekere neciso cake, akunzwire nyasha; Jehova akusimudzire ciso cake, akupe rugare.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Numeri 6:27
Nokuɗaro ʋacaisa zita raŋgu paʋana ʋaIsraeri; neni ndicaʋaropafadza.
3
Numeri 6:23
Taura naAroni naʋanakomana ʋake, uti: Munofanira kuropafadza ʋana ʋaIsraeri nomutoʋo uyu: Muti kwaʋari
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo