1
Nahumi 1:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakanaka, inhare nezuʋa rokutambudzika; iye unoziʋa ʋanotizira kwaari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nahumi 1:3
Jehova haakurumidzi kutsamŋa, unesimba guru, haaŋgatoŋgopembedzi unemhoȿa; nzira yaJehova iri pakati pecampupuri neɗutu, makore iguruʋa retsoka dzake.
3
Nahumi 1:2
Jehova ndiye Mŋari unegoɗo, unotsiʋa; Jehova unotsiʋa, uzere nehasha; Jehova unotsiʋa ʋadziʋisi ʋake, unoceŋgetera ʋaʋeŋgi ʋake hasha dzake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo