1
Mika 2:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mupasanuri wakaʋatuŋgamirira; ʋakapasanura, ʋakapfuʋurira kusuʋo, ʋakaɓuɗa na’po; mambo waʋo wakaʋatuŋgamirira, Jehova ari pamberi paʋo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mika 2:1
Ʋanenhamo ʋanofuŋga ɀakaipa ʋaciita ɀisakarurama panhoʋo dzaʋo! Ʋanoɀiita maŋgwanani kana kwoedza, nokuti simba rokuɀiita riri mumaʋoko aʋo.
3
Mika 2:12
Ɀirokwaɀo ndicakuʋuŋganidzai imi mose, imi Jakobo; ɀirokwaɀo ndicaʋuŋganidza ʋakasara ʋaIsraeri; ndicaʋaisa pamŋe cete samakwai mucirugu, seɓoka ramakwai pakati pamafuro awo; ʋacaita ruzha rukuru nokuwanda kwaʋanhu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo