1
Mateo 22:37-39
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Iɗa Ishe, Mŋari wako, nomŋoyo wako wose, nomŋeya wako wose, nokufuŋga kwako kwose. Ndiwo murairo mukuru nowokutaŋga. Wecipiri unofanana nawo, ndiwoyu: Iɗa wokwako, seɀaunoɀiɗa iwe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mateo 22:40
Murairo wose naʋaprofita ɀakaɓatanidzwa pamirairo iyi miʋiri.
3
Mateo 22:14
Nokuti ʋazhinji ʋakaɗanwa, asi ʋakasanaŋgurwa ʋashoma.
4
Mateo 22:30
Nokuti pakumuka kwaʋakafa haʋawani, kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga.
5
Mateo 22:19-21
Ndiratidzei mari yomutero. Ʋakaʋuya kwaari nedenari. Ɀino akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani? Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Akati kwaʋari: Naiɀoɀo, ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo