1
Revitiko 6:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoto ŋgaurambe ucipfuta pamsoro peartari ŋguʋa dzose, urege kudzima.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Revitiko 6:12
Mŋoto paartari unofanira kuramba ucipfuta pamsoro payo, haufaniri kudzima; muprista unofanira kuɓatidza huni pamsoro payo maŋgwanani ose; ɀino ŋgaagadzire cipiriso cinopiswa pamsoro payo, apise mafuta eɀipiriso ɀokuyananisa pamsoro payo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo