1
Revitiko 20:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akaʋata nomurume seɀinoitwa nomukadzi, ɀirokwaɀo ʋose ʋari ʋaʋiri ʋakaita ɀinonyaŋgadza, ʋose ʋanofanira kuʋurawa; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Revitiko 20:7
Naiɀoɀo ɀitsaurei, muʋe ʋatȿene; nokuti ndini Jehova Mŋari wenyu.
3
Revitiko 20:26
Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu.
4
Revitiko 20:8
Munofanira kuceŋgeta mitemo yaŋgu, nokuiita; ndini Jehova unokutsaurai.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo