1
Joshua 5:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wehondo yaJehova akati kunaJoshua: Bvisa shaŋgu yako parutsoka rwako, nokuti paumire patȿene; Joshua akaita saiɀoɀo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshua 5:14
Iye akati: Kwete, asi ndaʋuya ini mukuru wehondo yaJehova. Ipapo Joshua akawira pasi neciso cake, akanamata kwaari, akati kwaari: Ishe waŋgu unoreʋeiko kumuranda wake?
3
Joshua 5:13
Ɀino Joshua wakati ari Jeriko akasimudza meso ake, akatarira, akaʋona murume amire pakatarisana naye, akaɓata munondo wake wakavomorwa muruʋoko rwake; Joshua akaenda kwaari, akati kwaari: Uri mumŋe weɗu here, kana waʋaʋeŋgi ʋeɗu?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo