1
Jeremia 39:17-18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe ndicakurwira nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; iwe hauŋgaiswi mumaʋoko aʋanhu ʋaunotya. Nokuti ɀirokwaɀo ndicakuponesa, hauŋgaʋurawi nomunondo, asi ʋupenyu bgako ʋucaʋa kwauri cinhu cakapambga, ɀawakaʋimba neni — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo