1
Jeremia 29:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa ndaŋgariro dzandinoraŋgarira pamsoro penyu — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndaŋgariro dzorugare, dzisati dziri dzeɀakaipa, kuti ndikupei mugumo unetariro.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 29:13
Mucanditȿaka, mukandiwana, kana mucinditȿaka nomŋoyo wenyu wose.
3
Jeremia 29:12
Mucaɗana kwandiri, mucandonyeŋgetera kwandiri, neni ndicakunzwai.
4
Jeremia 29:14
Ndicawanikwa nemi — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicakudzosai pakutapxa kwenyu, nokukuʋuŋganidzai kumarudzi ose, nokunɀimbo dzose kwandakaŋga ndakudziŋgirai — ndiɀo ɀinotaura Jehova; ndicakudzoserai ɀe kunɀimbo kwandakaŋga ndakutapisai.
5
Jeremia 29:10
Nokuti ɀanzi naJehova: Kana makore makumi manomŋe aperera Babironi, ndicakushanyirai, nokukusimbisirai shoko raŋgu rakanaka, ndicikudzoserai kunɀimbo ino.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo