1
Isaya 66:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀinhu iɀi ɀose ɀakaitwa noruʋoko rwaŋgu, iɀi ɀinhu ɀose ɀakaitwa kuɗaro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; asi ndicaraŋgarira munhu uyu, iye murombo unomŋeya wakaputsika, unoɗeɗera neshoko raŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 66:1
Ɀanzi naJehova: Kuɗeŋga ndico cigaro caŋgu coʋushe, nyika ndico citsiko cetsoka dzaŋgu; muŋgandiʋakira imba yakaɗiniko? Ndeipiko nɀimbo pandiŋgazorora?
3
Isaya 66:13
Somunhu unoʋaraidzwa namai ʋake, saiɀoɀo ndicakuʋaraidzai; mucaʋaraidzwa paJerusarema.
4
Isaya 66:22
Nokuti ɗeŋga idɀa nenyika itȿa, ɀandicaita, seɀaɀicagara ɀiri’po pamberi paŋgu, saiɀoɀo rudzi rwako nezita rako ɀicagara ɀiri’po — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo