1
Isaya 62:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haucazonzi, Musiyiwa; nenyika yako haicazonzi Ƌoŋgo; asi iwe ucatumidzwa zita rinonzi Hefziba, nenyika yako Beura; nokuti Jehova unokufarira, nenyika yako icawanikwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 62:6-7
Ndakagadza nharirire pamsoro pamaȿiŋgo ako, iwe Jerusarema; haʋaŋgatoŋgonyarari masikati noʋusiku; imi ʋayeʋudziri ʋaJehova, regai kunyarara, ʋuye musamutendera kuzorora, kuȿikira asimbisa iɀoɀo, kuȿikira aita Jerusarema guta rinorumbidzwa panyika.
3
Isaya 62:3
Iwe ucaʋa ʋo korona yakanaka muruʋoko rwaJehova, noʋukomba bgoʋumambo muruʋoko rwaMŋari wako.
4
Isaya 62:5
Nokuti jaya seɀarinowana mhandara, saiɀoɀo ʋanakomana ʋako ʋacakuwana; ʋuye cikomba seɀacinofarira mŋeŋga, saiɀoɀo Mŋari wako ucakufarira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo