1
Isaya 5:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ʋanenhamo ʋanoti ɀakaipa ndiɀo ɀakanaka, ʋuye ɀakanaka kuti ndiɀo ɀakaipa, ʋanoisa rima panɀimbo yeciedza, neciedza panɀimbo yerima; ʋanoisa ɀinoʋaʋa panɀimbo yeɀinotapira, neɀinotapira panɀimbo yeɀinoʋaʋa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 5:21
Ʋanenhamo ʋanoɀiti takacenjera, ʋanoti pakufuŋga kwaʋo tinenjere.
3
Isaya 5:13
Saka ʋanhu ʋaŋgu ʋakatapxa nokushaiwa ziʋo; ʋakakudzwa pakati paʋo ʋanoziya nenzara, ʋazhinji ʋaʋo ʋanofa nenyota.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo