1
Isaya 29:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe akati: Aʋa ʋanhu ɀaʋanosweɗera kwandiri, ʋacindikudza nomuromo waʋo ʋuye nemiromo yaʋo, asi mŋoyo yaʋo ʋakaiisa kure neni, nokunditya kwaʋo ɀawaʋa murairo waʋanhu waʋakadzidziswa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 29:16
Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muʋumbi wehari wakaenzana nevu here, kuti cakaitwa citi pamsoro pomuiti waco: Iye haanakundiita; kana cakaʋumbga citi pamsoro pomuʋumbi waco: Iye haanenjere?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo