1
Hosea 1:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakutaŋga kwokutaura kwaJehova naHosea, Jehova wakati kunaHosea: Enda undoɀitorera mukadzi woʋufeʋe naʋana ʋoʋufeʋe; nokuti nyika inofeʋa ɀikuru, ɀaʋakasiyana naJehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosea 1:7
Asi ndicanzwira imba yaJuda nyasha, ndicaʋaponesa naJehova Mŋari waʋo, handiŋgaʋaponesi noʋuta, kana nomunondo, kana nokurwa, kana namabiza, kana naʋataȿi ʋamabiza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo